Mika 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Uye iwe Bhetrehema Efrata,+Iwe mudiki chaizvo zvekuti haukodzeri kuva pakati pezviuru zvaJudha,*Kwauri kuchabva munhu achava mutongi muIsraeri+ achindimiririra;Mavambo ake ndeekare kare, ndewemazuva ekare kare. Ruka 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Josefa+ akabvawo kuGarireya, muguta reNazareta, akaenda kuJudhiya, kuguta raDhavhidhi, rinonzi Bhetrehema,+ nekuti aiva weimba uye wedzinza raDhavhidhi.
2 Uye iwe Bhetrehema Efrata,+Iwe mudiki chaizvo zvekuti haukodzeri kuva pakati pezviuru zvaJudha,*Kwauri kuchabva munhu achava mutongi muIsraeri+ achindimiririra;Mavambo ake ndeekare kare, ndewemazuva ekare kare.
4 Josefa+ akabvawo kuGarireya, muguta reNazareta, akaenda kuJudhiya, kuguta raDhavhidhi, rinonzi Bhetrehema,+ nekuti aiva weimba uye wedzinza raDhavhidhi.