Numeri 28:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “‘Asi kana riri zuva reSabata,+ mupiro wacho unofanira kuva makwayana makono akanaka maviri ane gore rimwe chete, nemupiro wezviyo wezvegumi zviviri zveefa zvefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta, pamwe chete nemupiro wechinwiwa. Johani 7:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndokusaka Mozisi akakupai mutemo wekuchecheudza,+ (kunyange zvazvo usina kubva kuna Mozisi, asi kumadzitateguru)+ uye munochecheudza munhu pasabata.
9 “‘Asi kana riri zuva reSabata,+ mupiro wacho unofanira kuva makwayana makono akanaka maviri ane gore rimwe chete, nemupiro wezviyo wezvegumi zviviri zveefa zvefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta, pamwe chete nemupiro wechinwiwa.
22 Ndokusaka Mozisi akakupai mutemo wekuchecheudza,+ (kunyange zvazvo usina kubva kuna Mozisi, asi kumadzitateguru)+ uye munochecheudza munhu pasabata.