Mateu 7:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka muti wese wakanaka unobereka michero yakanaka, asi muti wese wakaipa unobereka michero isingabatsiri.+ Ruka 6:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 “Nekuti hapana muti wakanaka unobereka michero yakaora, uye hapana muti wakaora unobereka michero yakanaka.+
17 Saka muti wese wakanaka unobereka michero yakanaka, asi muti wese wakaipa unobereka michero isingabatsiri.+
43 “Nekuti hapana muti wakanaka unobereka michero yakaora, uye hapana muti wakaora unobereka michero yakanaka.+