Mateu 3:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Paakaona vaFarisi nevaSadhusi+ vazhinji vachiuya kwaaibhabhatidzira, akati kwavari: “Imi vana venyoka,+ ndiani akakunyeverai kuti mutize hasha dziri kuuya?+ Mateu 23:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 “Nyoka, vana venyoka,+ muchatiza sei mutongo wekukandwa muGehena?*+
7 Paakaona vaFarisi nevaSadhusi+ vazhinji vachiuya kwaaibhabhatidzira, akati kwavari: “Imi vana venyoka,+ ndiani akakunyeverai kuti mutize hasha dziri kuuya?+