Jona 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vanhu vemuNinivhi vakabva vatenda muna Mwari,+ uye vakazivisa kuti vanhu vatsanye. Vakapfeka masaga, kubva kumukuru kusvika kumudiki.
5 Vanhu vemuNinivhi vakabva vatenda muna Mwari,+ uye vakazivisa kuti vanhu vatsanye. Vakapfeka masaga, kubva kumukuru kusvika kumudiki.