Mateu 13:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kana munhu akanzwa shoko reUmambo asi orega kubata zviri kutaurwa, akaipa+ anobva auya obvuta chakadyarwa mumwoyo make; iyi ndiyo iya yakadyarwa parutivi pemugwagwa.+
19 Kana munhu akanzwa shoko reUmambo asi orega kubata zviri kutaurwa, akaipa+ anobva auya obvuta chakadyarwa mumwoyo make; iyi ndiyo iya yakadyarwa parutivi pemugwagwa.+