Johani 12:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 “Akapofumadza maziso avo uye akaomesa mwoyo yavo, kuti varege kuona nemaziso avo vonzwisisa nemwoyo yavo vatendeuke, ndivaporese.”+ VaRoma 11:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Mwari akaita kuti vabatwe nehope huru,+ akavapa maziso asingaoni uye nzeve dzisinganzwi, kusvikira nhasi uno.”+ 2 VaKorinde 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi pfungwa dzavo dzakagomara.+ Nekuti nanhasi vakafukidzwa pfungwa dzavo panoverengwa sungano yekare,+ nekuti jira racho rinongobviswa chete naKristu.+
40 “Akapofumadza maziso avo uye akaomesa mwoyo yavo, kuti varege kuona nemaziso avo vonzwisisa nemwoyo yavo vatendeuke, ndivaporese.”+
8 sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Mwari akaita kuti vabatwe nehope huru,+ akavapa maziso asingaoni uye nzeve dzisinganzwi, kusvikira nhasi uno.”+
14 Asi pfungwa dzavo dzakagomara.+ Nekuti nanhasi vakafukidzwa pfungwa dzavo panoverengwa sungano yekare,+ nekuti jira racho rinongobviswa chete naKristu.+