23 Akabva atendeukira kuvadzidzi akavaudza vari vega kuti: “Anofara maziso anoona zvamuri kuona.+ 24 Nekuti ndinoti kwamuri, vaprofita vazhinji nemadzimambo vaida kuona zvinhu zvamuri kuona asi havana kuzviona,+ uye kunzwa zvinhu zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.”