Mateu 13:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Regai zvikure pamwe chete kusvikira pakukohwa, uye mumwaka wekukohwa ndichaudza vakohwi kuti: Tangai kudzura masora muasunge mwanda kuti apiswe; mozounganidza gorosi muchiisa mudura rangu.’”+
30 Regai zvikure pamwe chete kusvikira pakukohwa, uye mumwaka wekukohwa ndichaudza vakohwi kuti: Tangai kudzura masora muasunge mwanda kuti apiswe; mozounganidza gorosi muchiisa mudura rangu.’”+