RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 7:25-30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Mumwe mukadzi akanga aine mwanasikana mudiki akanga aine mweya usina kuchena, paakanzwa nezvake akabva angouya, akagwadama patsoka dzake.+ 26 Mukadzi wacho akanga ari muGiriki, ari chizvarwa chechiSirofenikiya; uye akaramba achimukumbira kuti adzinge dhimoni raiva pamwanasikana wake. 27 Asi akati kwaari: “Rega vana vatange vaguta, nekuti hazvina kunaka kutora chingwa chevana wochikandira mbwanana.”+ 28 Asi iye akapindura achiti: “Ndizvozvo ishe, asi mbwanana dziri pasi petafura dzinodyawo mafufu evana.” 29 Iye akabva ati kwaari: “Nekuti wataura izvi, chienda; dhimoni racho rabuda mumwanasikana wako.”+ 30 Saka akaenda kumba, akawana mwana wacho akarara pamubhedha, uye dhimoni racho rabuda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe