Mateu 14:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Akati vanhu vese vagare pasi muuswa. Akabva atora zvingwa zvacho zvishanu nehove mbiri, uye achitarisa kudenga, akakumbira chikomborero,+ uye amedura zvingwa, akazvipa vadzidzi, vadzidzi vakazvipa vanhu vese.
19 Akati vanhu vese vagare pasi muuswa. Akabva atora zvingwa zvacho zvishanu nehove mbiri, uye achitarisa kudenga, akakumbira chikomborero,+ uye amedura zvingwa, akazvipa vadzidzi, vadzidzi vakazvipa vanhu vese.