Mateu 12:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Vamwe vevanyori nevaFarisi vachimupindura, vakabva vati: “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”+ Mako 8:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 VaFarisi vakauya, vakatanga kuita nharo naye, vachiti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga, vachida kumuedza.+ Ruka 11:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uye vamwe, vachida kumuedza, vakatanga kumuti avaratidze chiratidzo+ chinobva kudenga.
38 Vamwe vevanyori nevaFarisi vachimupindura, vakabva vati: “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”+
11 VaFarisi vakauya, vakatanga kuita nharo naye, vachiti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga, vachida kumuedza.+