Jona 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jehovha akabva atuma hove huru ikamedza Jona, zvekuti Jona akagara mudumbu rehove kwemazuva matatu neusiku hutatu.+ Mateu 12:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Akavapindura kuti: “Chizvarwa chakaipa uye cheupombwe* chinoramba chichitsvaga chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chemuprofita Jona.+ Ruka 11:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Vanhu pavaiungana, iye akatanga kuti: “Chizvarwa chino chizvarwa chakaipa; chinotsvaga chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona.+
17 Jehovha akabva atuma hove huru ikamedza Jona, zvekuti Jona akagara mudumbu rehove kwemazuva matatu neusiku hutatu.+
39 Akavapindura kuti: “Chizvarwa chakaipa uye cheupombwe* chinoramba chichitsvaga chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chemuprofita Jona.+
29 Vanhu pavaiungana, iye akatanga kuti: “Chizvarwa chino chizvarwa chakaipa; chinotsvaga chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona.+