Johani 1:25, 26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Saka vakamubvunza vachiti: “Saka nei uchibhabhatidza kana iwe usiri Kristu kana kuti Eriya kana kuti Muprofita?” 26 Johani akavati: “Ini ndinobhabhatidza nemvura. Pakati penyu pakamira mumwe munhu wamusingazivi,
25 Saka vakamubvunza vachiti: “Saka nei uchibhabhatidza kana iwe usiri Kristu kana kuti Eriya kana kuti Muprofita?” 26 Johani akavati: “Ini ndinobhabhatidza nemvura. Pakati penyu pakamira mumwe munhu wamusingazivi,