Mako 8:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Aivaudza mashoko aya pachena. Asi Petro akaenda naye parutivi, akatanga kumutsiura.+