Mako 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Sekunyorwa kwazvakaitwa nemuprofita Isaya, kuti: “(Inzwa! Ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako, ichafanogadzira nzira yako.)+ Johani 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Iye akati: “Ndiri inzwi remumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Itai kuti nzira yaJehovha* iti twasu,’+ sezvakataurwa nemuprofita Isaya.”+
2 Sekunyorwa kwazvakaitwa nemuprofita Isaya, kuti: “(Inzwa! Ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako, ichafanogadzira nzira yako.)+
23 Iye akati: “Ndiri inzwi remumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Itai kuti nzira yaJehovha* iti twasu,’+ sezvakataurwa nemuprofita Isaya.”+