-
1 VaKorinde 7:32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
32 Zvandinoda ndezvekuti musazvidya mwoyo. Murume asina kuroora anozvidya mwoyo nezvinhu zvaShe, kuti angaita sei kuti afadze Ishe.
-