Mako 10:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jesu akati kwaari: “Nei uchinditi akanaka? Hapana munhu akanaka, kunze kwaMwari chete.+