-
Mako 11:13, 14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Achiri nechekure zvishoma akaona muonde wakanga wakasvibirira, akaenda kunotsvaga maonde pauri. Asi paakasvika pauri, hapana chaakawana kunze kwemashizha, nekuti wakanga usiri mwaka wemaonde. 14 Saka akati kwauri: “Ngaparege kuva nemunhu anofa akadya michero inobva pauri.”+ Vadzidzi vake vakanga vakateerera.
-