18 Asi vese vakatanga kupa tuzvikonzero.+ Wekutanga akati kwaari, ‘Ndakatenga munda saka ndinoda kuenda kunouona; ndine urombo, ndakundikana.’ 19 Uye mumwe akati, ‘Ndakatenga mombe gumi dzekubopa saka ndiri kuenda kunodziedza; ndine urombo, ndakundikana.’+