Ruka 20:35, 36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 asi vaya vakaonekwa vakakodzera kuwana upenyu hwepanguva iyoyo* uye kumutswa kuvakafa havaroori kana kuroorwa.+ 36 Tingatoti havazofizve, nekuti vanenge vakaita sengirozi, uye ivo vana vaMwari nekuti vanenge vari vana verumuko.
35 asi vaya vakaonekwa vakakodzera kuwana upenyu hwepanguva iyoyo* uye kumutswa kuvakafa havaroori kana kuroorwa.+ 36 Tingatoti havazofizve, nekuti vanenge vakaita sengirozi, uye ivo vana vaMwari nekuti vanenge vari vana verumuko.