RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 20:37, 38
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Asi zvekuti vakafa vanomutswa, kunyange naMozisi akazvizivisa munyaya yegwenzi reminzwa, paanoshevedza Jehovha* kuti ‘Mwari waAbrahamu naMwari waIsaka naMwari waJakobho.’+ 38 Iye haasi Mwari wevakafa, asi wevapenyu, nekuti kwaari vese vapenyu.”+

  • VaRoma 4:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 (Izvi zvakangoita sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Ndakugadza kuti uve baba vemarudzi mazhinji.”)+ Izvi zvaionekwa naMwari, waakanga atenda maari, uyo anoita kuti vakafa vave vapenyu uye anodana zvinhu zvisipo sekunge zviripo.*

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe