Ruka 11:52 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 “Mune nhamo imi munonyatsoziva Mutemo, nekuti makabvisa kiyi yeruzivo. Imi pachenyu hamuna kupinda, uye munotadzisa vaya vanenge vachida kupinda!”+
52 “Mune nhamo imi munonyatsoziva Mutemo, nekuti makabvisa kiyi yeruzivo. Imi pachenyu hamuna kupinda, uye munotadzisa vaya vanenge vachida kupinda!”+