Ruka 11:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Asi mune nhamo imi vaFarisi, nekuti munopa chegumi chemindi neruyi nemimwe miriwo yese,+ asi hamuna basa nekutonga nyaya zvakarurama uye kuda Mwari! Zvinhu izvi maifanira kuzviita, asi kwete muchizorega kuita zvimwe zvacho.+
42 Asi mune nhamo imi vaFarisi, nekuti munopa chegumi chemindi neruyi nemimwe miriwo yese,+ asi hamuna basa nekutonga nyaya zvakarurama uye kuda Mwari! Zvinhu izvi maifanira kuzviita, asi kwete muchizorega kuita zvimwe zvacho.+