Johani 16:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vanhu vachakudzingai musinagogi.+ Ndingatoti ichasvika nguva yekuti munhu wese anenge akuurayai+ achafunga kuti aitira Mwari basa dzvene. Mabasa 7:59 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 59 Pavaitema Stefani nematombo iye akakumbira achiti: “Ishe Jesu, gamuchirai simba rangu reupenyu.”*
2 Vanhu vachakudzingai musinagogi.+ Ndingatoti ichasvika nguva yekuti munhu wese anenge akuurayai+ achafunga kuti aitira Mwari basa dzvene.