Genesisi 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Pashure paizvozvo Kaini akati kuna Abheri munin’ina wake: “Ngatimbofambai musango.” Saka pavakanga vari musango, Kaini akarwisa munin’ina wake Abheri, akamuuraya.+ Genesisi 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Iye akabva ati: “Waitei? Inzwa! Ropa remunin’ina wako riri kushevedzera kwandiri riri panyika.+ VaHebheru 11:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekutenda, Abheri akapa Mwari chibayiro chaikosha kupfuura chaKaini,+ uye nekutenda ikoko akapupurirwa kuti akanga akarurama, nekuti Mwari akafarira zvipo zvake,+ uye nekutenda kwake, achiri kutaura,+ kunyange zvazvo akafa.
8 Pashure paizvozvo Kaini akati kuna Abheri munin’ina wake: “Ngatimbofambai musango.” Saka pavakanga vari musango, Kaini akarwisa munin’ina wake Abheri, akamuuraya.+
4 Nekutenda, Abheri akapa Mwari chibayiro chaikosha kupfuura chaKaini,+ uye nekutenda ikoko akapupurirwa kuti akanga akarurama, nekuti Mwari akafarira zvipo zvake,+ uye nekutenda kwake, achiri kutaura,+ kunyange zvazvo akafa.