5 Gare gare, vamwe pavaitaura nezvetemberi, kuti yakanga yakashongedzwa sei nematombo akanaka chaizvo uye nezvinhu zvakakumikidzwa,+ 6 iye akati: “Kana zviri zvinhu izvi zvamuri kuona, pachasvika mazuva asingazosiyiwi dombo riri pamusoro perimwe risina kukoromorwa.”+