RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 13:39
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 39 uye muvengi akaadyara ndiDhiyabhorosi. Kukohwa kuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva iyoyo,* uye vakohwi ingirozi.

  • Mateu 28:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 muchivadzidzisa kuchengeta zvese zvandakakurayirai.+ Uye yeukai kuti ndichange ndiinemi mazuva ese kusvikira pakuguma kwenyika.”*+

  • Mako 13:3, 4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Paakanga akagara muGomo reMiorivhi akatarisa kutemberi, Petro, naJakobho, naJohani, naAndreya vakamubvunza vari vega kuti: 4 “Tiudzei kuti zvinhu izvi zvichaitika riini, uye kuti chii chichava chiratidzo chekuti zvinhu zvese izvi zvava kusvika kumagumo?”+

  • Ruka 21:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Vakabva vamubvunza kuti: “Mudzidzisi, zvinhu izvi zvichanyatsoitika riini, uye chii chichava chiratidzo chekuti zvinhu izvi zvava kuda kuitika?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe