Mateu 26:64 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 64 Jesu akati kwaari: “Iwe ndiwe wazvitaura. Asi ndinoti kwamuri: Kubvira zvino muchaona Mwanakomana wemunhu+ agere kuruoko rwerudyi rwesimba+ achiuya ari pamusoro pemakore ekudenga.”+ Mako 13:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Uye vachabva vaona Mwanakomana wemunhu+ achiuya ari mumakore nesimba guru nekubwinya.+ Ruka 21:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Uye vachabva vaona Mwanakomana wemunhu+ achiuya ari mugore aine simba nekubwinya kukuru.+
64 Jesu akati kwaari: “Iwe ndiwe wazvitaura. Asi ndinoti kwamuri: Kubvira zvino muchaona Mwanakomana wemunhu+ agere kuruoko rwerudyi rwesimba+ achiuya ari pamusoro pemakore ekudenga.”+