Mako 13:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 “Hapana munhu anoziva zuva racho kana nguva yacho, kunyange ngirozi dziri kudenga kana Mwanakomana, asi Baba.+ Mabasa 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Iye akati kwavari: “Hamufaniri kuziva nguva kana mwaka izvo zvinofanira kungozivikanwa naBaba chete.*+
32 “Hapana munhu anoziva zuva racho kana nguva yacho, kunyange ngirozi dziri kudenga kana Mwanakomana, asi Baba.+
7 Iye akati kwavari: “Hamufaniri kuziva nguva kana mwaka izvo zvinofanira kungozivikanwa naBaba chete.*+