Ruka 12:39, 40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Asi zivai izvi, kuti kudai muridzi wemba akanga aziva kuti mbavha yaizouya nguvai, angadai asina kurega imba yake ichipazwa.+ 40 Nemiwo, rambai makagadzirira, nekuti Mwanakomana wemunhu ari kuuya panguva yamusingafungiri.”+
39 Asi zivai izvi, kuti kudai muridzi wemba akanga aziva kuti mbavha yaizouya nguvai, angadai asina kurega imba yake ichipazwa.+ 40 Nemiwo, rambai makagadzirira, nekuti Mwanakomana wemunhu ari kuuya panguva yamusingafungiri.”+