Ruka 19:16, 17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka wekutanga akauya, akati, ‘Ishe, maina renyu rakabereka mamwe mamaina gumi.’+ 17 Akati kwaari, ‘Waita zvakanaka, muranda akanaka! Wakava akatendeka pazvinhu zvidiki, saka iva nesimba pamusoro pemaguta gumi.’+
16 Saka wekutanga akauya, akati, ‘Ishe, maina renyu rakabereka mamwe mamaina gumi.’+ 17 Akati kwaari, ‘Waita zvakanaka, muranda akanaka! Wakava akatendeka pazvinhu zvidiki, saka iva nesimba pamusoro pemaguta gumi.’+