RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 19:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Anonzwira tsitsi munhu akaderera anenge achikweretesa Jehovha,+

      Uye iye achamuripa zvaanoita.*+

  • Mateu 10:40
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 40 “Munhu wese anokugamuchirai anondigamuchirawo, uye wese anondigamuchira anogamuchirawo iye akandituma.+

  • Mako 9:41
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 41 Uye munhu wese anokupai kapu yemvura yekunwa nekuti muri vanhu vaKristu,+ chokwadi ndinokuudzai kuti, haangamborasikirwi nemubayiro wake.+

  • VaHebheru 6:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Nekuti Mwari haasi munhu asina kururama; saka haangakanganwi basa renyu nerudo rwamuinarwo nezita rake,+ rwamakaratidza nekushumira vatsvene uye kuramba muchivashumira kwamuri kuita.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe