RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 4:9-12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Akabva aenda naye kuJerusarema, ndokumumisa pamusoro perusvingo rwetemberi,* akati kwaari: “Kana uri mwanakomana waMwari, zviwisire pasi uchibva pano,+ 10 nekuti zvakanyorwa kuti, ‘Acharayira ngirozi dzake pamusoro pako, kuti dzikuchengetedze,’ 11 uye, ‘Dzichakutakura mumaoko adzo, kuti tsoka yako irege kugumburwa nedombo.’”+ 12 Jesu akamupindura achiti: “Zvakanzi, ‘Usaedza Jehovha* Mwari wako.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe