Ruka 22:21-23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Asi onai! ruoko rwemutengesi wangu runeni patafura.+ 22 Nekuti Mwanakomana wemunhu ari kuenda zvake sezvakagara zvataurwa;+ kunyange zvakadaro, ane nhamo munhu iyeye anomutengesa!”+ 23 Saka vakatanga kutaurirana pakati pavo kuti angava ani akanga ava kuda kuita zvakadaro.+ Johani 6:70 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 70 Jesu akavapindura kuti: “Handiti ndakakusarudzai imi vane gumi nevaviri?+ Asi mumwe wenyu ndidhiyabhorosi.”*+ Johani 13:21, 22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Pashure pekutaura izvi, Jesu akashungurudzika, uye akapupura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achanditengesa.”+ 22 Vadzidzi vakatanga kutarisana, vachishaya kuti akanga achireva ani.+
21 “Asi onai! ruoko rwemutengesi wangu runeni patafura.+ 22 Nekuti Mwanakomana wemunhu ari kuenda zvake sezvakagara zvataurwa;+ kunyange zvakadaro, ane nhamo munhu iyeye anomutengesa!”+ 23 Saka vakatanga kutaurirana pakati pavo kuti angava ani akanga ava kuda kuita zvakadaro.+
70 Jesu akavapindura kuti: “Handiti ndakakusarudzai imi vane gumi nevaviri?+ Asi mumwe wenyu ndidhiyabhorosi.”*+
21 Pashure pekutaura izvi, Jesu akashungurudzika, uye akapupura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achanditengesa.”+ 22 Vadzidzi vakatanga kutarisana, vachishaya kuti akanga achireva ani.+