Ruka 22:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti Mwanakomana wemunhu ari kuenda zvake sezvakagara zvataurwa;+ kunyange zvakadaro, ane nhamo munhu iyeye anomutengesa!”+ Johani 17:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Pandaiva navo ndaivachengetedza+ nekuda kwezita renyu, iro ramakandipa; ndakavadzivirira, uye hapana kana mumwe chete wavo akaparadzwa+ kunze kwemwanakomana wekuparadzwa,+ kuti rugwaro ruzadziswe.+
22 Nekuti Mwanakomana wemunhu ari kuenda zvake sezvakagara zvataurwa;+ kunyange zvakadaro, ane nhamo munhu iyeye anomutengesa!”+
12 Pandaiva navo ndaivachengetedza+ nekuda kwezita renyu, iro ramakandipa; ndakavadzivirira, uye hapana kana mumwe chete wavo akaparadzwa+ kunze kwemwanakomana wekuparadzwa,+ kuti rugwaro ruzadziswe.+