-
Mako 14:25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Chokwadi ndinokuudzai kuti handichazombonwizve zvibereko zvemuzambiringa kusvikira zuva randichazvinwa zvava zvitsva muUmambo hwaMwari.”
-
-
Ruka 22:18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
18 nekuti ndinokuudzai kuti, kubvira zvino handichanwi zvakare zvibereko zvemuzambiringa kusvikira Umambo hwaMwari hwauya.”
-