Dheuteronomi 6:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kutya,+ uye ndiye waunofanira kushumira,+ uye unofanira kupika nezita rake.+ Dheuteronomi 10:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako, uchimushumira,+ unamatire kwaari, uye unofanira kupika nezita rake. Ruka 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Jesu akamupindura achiti: “Zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha* Mwari wako ndiye waunofanira kunamata, uye ndiye ega waunofanira kuitira basa dzvene.’”+
13 Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kutya,+ uye ndiye waunofanira kushumira,+ uye unofanira kupika nezita rake.+
20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako, uchimushumira,+ unamatire kwaari, uye unofanira kupika nezita rake.
8 Jesu akamupindura achiti: “Zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha* Mwari wako ndiye waunofanira kunamata, uye ndiye ega waunofanira kuitira basa dzvene.’”+