RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 22:67-71
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 67 “Kana uri iwe Kristu,+ tiudze.” Asi iye akati kwavari: “Kunyange kana ndikakuudzai, hamuzombozvitendi. 68 Zvakare, kana ndikakubvunzai, hamungambopinduri. 69 Asi kubvira zvino Mwanakomana wemunhu+ achange akagara kuruoko rwaMwari rwerudyi rune simba.”+ 70 Vese vakabva vati: “Saka uri Mwanakomana waMwari here?” Iye akati kwavari: “Imimi ndimi muri kutaura kuti ndini.” 71 Ivo vakati: “Tichadireizve humwe uchapupu? Nekuti tazvinzwira tega kubva mumuromo make.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe