Isaya 53:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+Munhu ainzwisisa marwadzo* uye aiziva kurwara. Zvaiita sekuti chiso chake chakanga chakahwandiswa kuti tisachiona.* Akazvidzwa, uye takamuona seasingakoshi.+
3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+Munhu ainzwisisa marwadzo* uye aiziva kurwara. Zvaiita sekuti chiso chake chakanga chakahwandiswa kuti tisachiona.* Akazvidzwa, uye takamuona seasingakoshi.+