Mateu 26:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Jesu akati kwaari: “Chokwadi ndinoti kwauri, usiku huno, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.”+ Mako 14:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Jesu akabva ati kwaari: “Chokwadi ndinoti kwauri, nhasi, usiku huno chaihwo, jongwe risati rarira kaviri, uchandiramba katatu.”+ Johani 13:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Jesu akapindura kuti: “Une chokwadi here kuti uchapa upenyu hwako* nekuda kwangu? Chokwadi, chokwadi ndinoti kwauri, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.”+
34 Jesu akati kwaari: “Chokwadi ndinoti kwauri, usiku huno, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.”+
30 Jesu akabva ati kwaari: “Chokwadi ndinoti kwauri, nhasi, usiku huno chaihwo, jongwe risati rarira kaviri, uchandiramba katatu.”+
38 Jesu akapindura kuti: “Une chokwadi here kuti uchapa upenyu hwako* nekuda kwangu? Chokwadi, chokwadi ndinoti kwauri, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.”+