RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 6:17, 18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Nekuti Herodhi akanga atuma vanhu kunosunga Johani, akamuisa mujeri nemhosva yaHerodhiyasi, mudzimai wemukoma wake Firipi, waakanga aroora.+ 18 Nekuti Johani aiudza Herodhi kuti: “Hazvibvumirwi nemutemo kuti mutore mudzimai wemukoma wenyu.”+

  • Ruka 3:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Asi Herodhi mutongi weruwa, paakatsiurwa naJohani nezvaHerodhiyasi mudzimai wemukoma wake uye nezvemabasa ese akaipa akanga aitwa naHerodhi, 20 akatowedzera kuita zvakaipa nekuvharira Johani mujeri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe