Mako 15:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Uye mashoko emhosva yaaipomerwa akanga akanyorwa aiti: “Mambo wevaJudha.”+ Ruka 23:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Pamusoro pake paivawo nechikwangwani chaiva nemashoko aiti: “Uyu ndiye Mambo wevaJudha.”+ Johani 19:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Pirato akanyorawo mashoko, akaaisa padanda racho.* Pakanga pakanyorwa kuti: “Jesu wekuNazareta Mambo wevaJudha.”+
19 Pirato akanyorawo mashoko, akaaisa padanda racho.* Pakanga pakanyorwa kuti: “Jesu wekuNazareta Mambo wevaJudha.”+