Mateu 26:60, 61 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 60 Asi hapana hwavakawana, kunyange zvazvo zvapupu zvizhinji zvenhema zvakauya.+ Pava paya, zvapupu zviviri zvakauya, 61 zvikati: “Munhu uyu akati, ‘Ndinokwanisa kupaza temberi yaMwari ndoivaka mumazuva matatu.’”+ Johani 2:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Jesu akavapindura kuti: “Putsai temberi iyi, ndiimise mumazuva matatu.”+
60 Asi hapana hwavakawana, kunyange zvazvo zvapupu zvizhinji zvenhema zvakauya.+ Pava paya, zvapupu zviviri zvakauya, 61 zvikati: “Munhu uyu akati, ‘Ndinokwanisa kupaza temberi yaMwari ndoivaka mumazuva matatu.’”+