Mako 16:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka pavakabuda, vakatiza paguva racho, vachidedera uye vachishamiswa zvikuru. Uye hapana munhu wavakataura naye nekuti vaitya.*+ Ruka 24:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 uye vakadzoka vachibva kuguva, vakaudza zvinhu zvese izvi vane Gumi Nemumwe nevamwe vese.+
8 Saka pavakabuda, vakatiza paguva racho, vachidedera uye vachishamiswa zvikuru. Uye hapana munhu wavakataura naye nekuti vaitya.*+