-
Mateu 13:31, 32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 Akavataurirazve mumwe mufananidzo, achiti: “Umambo hwekudenga hwakafanana netsanga yemasitadhi yakatorwa nemumwe murume akaidyara mumunda make.+ 32 Iyi ndiyo inotova mbeu diki pane dzimwe dzese, asi painenge yakura, ndiyo huru pazvirimwa zvese uye inova muti, zvekuti shiri dzekudenga dzinouya dzowana pekugara mumapazi emuti wacho.”
-