-
Mabasa 16:17, 18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
17 Musikana uyu akaramba achitevera Pauro nesu achishevedzera mashoko ekuti: “Varume ava varanda vaMwari Wekumusorosoro+ uye vari kukuzivisai nzira yeruponeso.” 18 Akaramba achidaro kwemazuva akawanda. Pauro akazopedzisira aneta nazvo, akatendeuka, ndokuti kumweya wacho: “Ndinokurayira nezita raJesu Kristu kuti ubude maari.” Wakabva wangobuda maari ipapo.+
-