RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 11:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Uyewo nguruve,+ nekuti ine mahwanda akaparadzana, akavhurika pakati, asi haidzeyi. Haina kuchena kwamuri. 8 Hamufaniri kutombodya chero nyama yazvo kana kuzvibata zvafa. Hazvina kuchena kwamuri.+

  • Dheuteronomi 14:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Uyewo nguruve, nekuti ine mahwanda akaparadzana asi haidzeyi. Haina kuchena kwauri. Usadya nyama yadzo kana kudzibata kana dzafa.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe