Ruka 5:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Rimwe zuva achidzidzisa, paiva nevaFarisi nevadzidzisi veMutemo vakanga vabva mumisha yese yeGarireya neJudhiya neJerusarema vakanga vakagara ipapo; uye simba raJehovha* raiva paari richiita kuti aporese.+ Ruka 6:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uye vanhu vese vaiedza kumubata, nekuti simba raibuda maari+ richivaporesa vese.
17 Rimwe zuva achidzidzisa, paiva nevaFarisi nevadzidzisi veMutemo vakanga vabva mumisha yese yeGarireya neJudhiya neJerusarema vakanga vakagara ipapo; uye simba raJehovha* raiva paari richiita kuti aporese.+