Ruka 8:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 Jesu paakazvinzwa akamuudza kuti: “Usatya hako, ingova nekutenda chete, uye achaponeswa.”+ Johani 11:39, 40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Jesu akati: “Bvisai dombo.” Marita, hanzvadzi yemufi, akati kwaari: “Ishe, iye zvino anofanira kunge ava kunhuhwa, nekuti ratova zuva rechina.” 40 Jesu akati kwaari: “Handina kukuudza here kuti kana ukatenda uchaona kubwinya kwaMwari?”+
39 Jesu akati: “Bvisai dombo.” Marita, hanzvadzi yemufi, akati kwaari: “Ishe, iye zvino anofanira kunge ava kunhuhwa, nekuti ratova zuva rechina.” 40 Jesu akati kwaari: “Handina kukuudza here kuti kana ukatenda uchaona kubwinya kwaMwari?”+